Zviri MuGango: MaStudents arikumbodyei kumaUniversities uko? [Video]

0
24
create an image of food on the table, burgers, fries, chicken, noodles, doughnuts , sodas and salads
Picture created using AI

Muzvikoro zvedzidzo yepamusoro vadzidzi vari kudyei? Panogadzirwa mitemo vadzidzi vari kudedzwa here? Mikana inopihwa vadzidzi vema unions akasiyana yakaenzana here? Claudette Sunduza anokurukura naMichelle Musandinyoze ZINASU vice-chairpeson Harare (Polytechnic chapter), naTanyaradzwa Janhi (student) Women’s University in Africa